Jeremia 36:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati apisa rugwaro rwakapetwa rwaiva namashoko akanga anyorwa naBharuki achitaurirwa naJeremia, shoko raJehovha rakasvika kuna Jeremia, richiti,

Jeremia 36

Jeremia 36:21-32