Jeremia 36:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachinzvimbo chezvo, mambo akarayira Jerameeri, mwanakomana wamambo, naSeraya mwanakomana waAzirieri naSheremia mwanakomana waAbhudhieri kuti asunge Bharuki munyori naJeremia muprofita. Asi Jehovha akanga avaviga.

Jeremia 36

Jeremia 36:25-31