Jeremia 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Takateerera zvose zvatakarayirwa natateguru wedu Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi. Hapana akambonwa waini, isu kana vakadzi vedu, kana vanakomana vedu, kana vanasikana vedu,

Jeremia 35

Jeremia 35:3-15