Jeremia 35:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvakare, hamufaniri kutombovaka dzimba, kana kudyara mbeu kana kurima minda yemizambiringa; hamufaniri kuva nechimwe chezvinhu izvi, asi munofanira kugara mumatende nguva dzose. Ipapo muchararama mazuva akawanda munyika iyo yamuri vatorwa.’

Jeremia 35

Jeremia 35:1-17