Jeremia 35:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Jonadhabhi mwanakomana waRekabhi haangamboshayiwi munhu angandishumira.’ ”

Jeremia 35

Jeremia 35:15-19