Jeremia 35:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jeremia akati kumhuri yavaRekabhi, “Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari waIsraeri, ‘Makateerera murayiro watateguru wenyu Jonadhabhi nokutevera zvaakarayira zvose uye mukaita zvose zvaakatema.’

Jeremia 35

Jeremia 35:8-19