Jeremia 31:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akazviratidza kwatiri kare, achiti, “Ndakakudai norudo rusingaperi; ndakakukwevai nokunaka kworudo rwangu.

Jeremia 31

Jeremia 31:1-11