Jeremia 31:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Vanhu vakapukunyuka pamunondo vachawana nyasha mugwenga; ndichauya kuzopa zororo kuna Israeri.”

Jeremia 31

Jeremia 31:1-11