Jeremia 31:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokutsauka kwangu, ndakatendeuka; ndakati ndanzwisisa ndikazvirova chipfuva. Ndakanyadziswa uye ndakaninipiswa nokuti ndakatakura nyadzi dzouduku hwangu.’

Jeremia 31

Jeremia 31:18-21