Jeremia 31:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvirokwazvo ndanzwa kuchema kwaEfuremu achiti, ‘Makandirova semhuru isina kupingudzwa, nokudaro ndakarangwa. Ndidzorei, ipapo ndichadzoka, nokuti imi ndimi Jehovha Mwari wangu.

Jeremia 31

Jeremia 31:9-24