Jeremia 30:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unochemeiko pamusoro pevanga rako nokurwadziswa kwako kusingarapike? Nokuda kwokukura kwemhaka yako nezvivi zvizhinji ndakaita zvinhu izvi kwauri.

Jeremia 30

Jeremia 30:9-22