Jeremia 30:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vose vaikuda vakakukanganwa; havachina hanya newe. Ndakakurova sezvinoitwa nomuvengi ndikakuranga sezvinoitwa nouno utsinye nokuti zvivi zvako zvakawanda.

Jeremia 30

Jeremia 30:6-21