Jeremia 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ini pachangu ndakati,“ ‘Ndichafara sei pakukubatai savanakomana vangu uye ndichikupai nyika inoyevedza, iyo nhaka yakaisvonaka yorudzi rupi zvarwo.’ Ndakafunga kuti muchanditi ‘Baba’ mukasazotsauka pakunditevera.

Jeremia 3

Jeremia 3:12-21