Jeremia 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo imba yaJudha ichabatana neimba yaIsraeri, uye vose pamwe chete vachauya vachibva kunyika yokumusoro vachienda kunyika yandakapa madzibaba enyu kuti ive nhaka.

Jeremia 3

Jeremia 3:8-25