Jeremia 26:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaprista navaprofita vakati kumachinda nokuvanhu vose, “Munhu uyu anofanira kutongerwa rufu nokuti akaprofita zvakaipa pamusoro peguta rino. Mazvinzwira imi nenzeve dzenyu!”

Jeremia 26

Jeremia 26:10-14