Jeremia 26:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda eJudha akati anzwa nezvezvinhu izvi, vakakwira vachibva kumuzinda wamambo vakaenda kuimba yaJehovha vakandogara pamukova wepaSuo Idzva weimba yaJehovha.

Jeremia 26

Jeremia 26:1-20