Jeremia 26:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamazuva okutanga kubata ushe kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, shoko iri rakabva kuna Jehovha richiti,

Jeremia 26

Jeremia 26:1-7