Jeremia 25:38 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Seshumba, achabva panzvimbo yake yokuvanda, uye nyika yavo ichaparadzwa nokuda kwomunondo womumanikidzi, uye nokuda kwokutsamwa kunotyisa kwaJehovha.

Jeremia 25

Jeremia 25:36-38