Jeremia 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jehovha akandibvunza achiti, “Uri kuoneiko Jeremia?” Ini ndakapindura ndikati, “Maonde. Akanaka acho, akanaka kwazvo, asi akaipa acho akaipa zvokuti haangadyiwi.”

Jeremia 24

Jeremia 24:1-6