Jeremia 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imwe tswanda yaiva namaonde akanaka kwazvo, akaita seaya anotanga kuibva; imwe yacho yaive namaonde akaipa chose, zvokuti akanga asingagoni kudyiwa.

Jeremia 24

Jeremia 24:1-6