Jeremia 23:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kutaura ‘chirevo chaJehovha’ zvakare, nokuti shoko romunhu mumwe nomumwe richava chirevo chake, uye saizvozvo munominamisa mashoko aMwari mupenyu, Jehovha Wamasimba Ose, Mwari wedu.

Jeremia 23

Jeremia 23:28-38