Jeremia 23:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvamunoramba muchitaura mumwe nomumwe wenyu kushamwari kana kuhama yake muchiti: ‘Mhinduro yaJehovha inoti kudiniko?’ kana kuti ‘Jehovha akataureiko?’

Jeremia 23

Jeremia 23:26-40