Jeremia 2:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista havana kubvunza kuti, ‘Jehovha aripiko?’ Vakanga vachifambisa murayiro havana kundiziva; vatungamiriri vakandimukira. Vaprofita vakaprofita naBhaari, vachitevera zvifananidzo zvisina maturo.

Jeremia 2

Jeremia 2:2-17