Jeremia 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakupinzai munyika yakaorera kuti mudye zvibereko zvayo nezvakanaka zvayo. Asi makasvika mukasvibisa nyika yangu, mukaita nhaka yangu kuti ive chinhu chinonyangadza.

Jeremia 2

Jeremia 2:5-14