Jeremia 2:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, murandakadzi angakanganwa zvishongo zvake here, nomwenga angakanganwa nguo dzake dzomuchato here? Asi vanhu vangu vakandikanganwa ini, mazuva asingaverengeki.

Jeremia 2

Jeremia 2:30-37