Jeremia 2:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Haiwa, imi vorudzi urwu, rangarirai Shoko raJehovha rinoti: “Ndanga ndiri renje kuna Israeri here kana nyika yerima guru? Ko, vanhu vangu vanotaurireiko vachiti, ‘Takasununguka kuenda kwatada; hatichazouyizve kwamuri?’

Jeremia 2

Jeremia 2:23-37