Jeremia 2:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndakusima somuzambiringa wakanakisa, uri mbeu kwayo inovimbika. Ko, zvino wakazondishandukira sei ukava muzambiringa webundo wakaora?

Jeremia 2

Jeremia 2:15-26