Jeremia 2:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Wakavhuna joko rako kare kare uye wakadambura makashu ako; ukati, ‘Handidi kukushumirai!’ Zvirokwazvo, pamusoro pechikomo chirefu choga choga, uye pasi pomuti woga woga wakapfumvutira, wakarara pasi pawo sechifeve.

Jeremia 2

Jeremia 2:13-29