Jeremia 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here pawakasiya Jehovha Mwari wako paakanga achikutungamirira munzira?

Jeremia 2

Jeremia 2:11-25