Jeremia 2:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Uyezve, vanhu veNofi neveTapanesi vakaveura musoro wako.

17. Ko, hauna kuzvivigira izvozvo pachako here pawakasiya Jehovha Mwari wako paakanga achikutungamirira munzira?

18. Zvino, unoendereiko kuIjipiti kundonwa mvura inobva Shihori? Uye unodireiko kuenda kuAsiria kundonwa mvura inobva murwizi?

Jeremia 2