Jeremia 19:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzaBhaari kuti vapise vanakomana vavo mumoto sezvipiriso, kuna Bhaari, chinhu chandisina kuvarayira kana kureva, uye hachina kumbopinda mupfungwa dzangu.

Jeremia 19

Jeremia 19:1-7