Jeremia 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vakandisiya vakaita nzvimbo ino kuti ive yamwari wavatorwa; vakapisira zvibayiro mairi kuna vamwari vavasina kuziva ivo kana madzibaba avo kana madzimambo eJudha, uye vakazadza nzvimbo ino neropa ravasina mhosva.

Jeremia 19

Jeremia 19:1-6