Jeremia 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka sundirai vana vavo kunzara; vaisei kusimba romunondo. Vakadzi vavo ngavarege kuva navana uye ngavave chirikadzi; Varume vavo ngavaurayiwe, majaya avo ngaaurayiwe nomunondo muhondo.

Jeremia 18

Jeremia 18:16-22