Jeremia 18:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zvakanaka zvingatsiviwa nezvakaipa here? Kunyange zvakadaro vakandicherera gomba. Rangarirai kuti ndakamira pamberi penyu ndichivareverera, kuti mudzore kutsamwa kwenyu kwavari;

Jeremia 18

Jeremia 18:14-23