Jeremia 17:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwokutadza kwako, ucharasikirwa nenhaka yandakakupa. Ndichakuita muranda wavavengi vako munyika yausingazivi, nokuti wakabatidza kutsamwa kwangu, uye kuchapfuta nokusingaperi.”

Jeremia 17

Jeremia 17:1-6