Jeremia 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gomo rangu riri munyika uye pfuma yako namatura ako ose ndichazviendesa kuutapwa, pamwe chete nenzvimbo dzako dzakakwirira, nokuda kwechivi chiri munyika yako yose.

Jeremia 17

Jeremia 17:1-11