Jeremia 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichatsiva zvakaipa zvavo nechivi chavo, zvakapetwa kaviri, nokuti vakasvibisa nyika yangu nezvitunha zvezvifananidzo zvavo zvisina maturo, uye vakazadza nhaka yangu nezvifananidzo zvavo zvinonyangadza.”

Jeremia 16

Jeremia 16:10-19