Jeremia 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Meso angu ari pamusoro penzira dzavo dzose; hadzina kuvanzika kwandiri, uye chivi chavo hachina kuvanzika pameso angu.

Jeremia 16

Jeremia 16:13-21