Jeremia 15:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kumbogara pakati peungano yavanozvifadza, handina kumbofara navo; ndakagara ndoga nokuti ruoko rwenyu rwaiva pamusoro pangu, uye makanga mandizadza nokutsamwa.

Jeremia 15

Jeremia 15:11-21