Jeremia 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mashoko enyu paakasvika ndakaadya; akanga ari mufaro wangu nokufadzwa kwomwoyo wangu, nokuti ndakatumidzwa zita renyu, imi Jehovha Mwari Wamasimba Ose.

Jeremia 15

Jeremia 15:7-21