Jeremia 14:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mbizi dzinomira pazvikomo zvisina miti, uye dzinofemedzeka semakava; meso adzo haachaona zvakanaka nokuda kwokushaya mafuro.

Jeremia 14

Jeremia 14:5-9