Jeremia 14:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange nehadzi yenondo iri musango inosiya mhuru yayo ichangoberekwa nokuti hakuchina bundo.

Jeremia 14

Jeremia 14:1-11