Jeremia 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kuteerera kana kuva nehanya; asi vakatevera kusindimara kwemwoyo yavo yakaipa. Saka ndakauyisa pamusoro pavo kutuka kwose kwesungano yandakanga ndavarayira kuti vatevere asi havana kuichengeta.’ ”

Jeremia 11

Jeremia 11:4-15