Jeremia 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva panguva yandakabudisa madzitateguru enyu kubva muIjipiti kusvikira nhasi, ndakavayambira ndavayambirazve ndichiti, “Nditeererei.”

Jeremia 11

Jeremia 11:1-13