Jeremia 11:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndichazadzisa mhiko yandakapika kumadzitateguru enyu, kuti ndichavapa nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yava yenyu nhasi.” Ndakapindura ndichiti, “Ameni, Jehovha.”

Jeremia 11

Jeremia 11:4-6