Jeremia 11:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mitemo yandakarayira madzitateguru enyu pandakavabudisa muIjipiti kubva muchoto chamatare.’ Ndakati, “Nditeererei mugoita zvose zvandinokurayirai, mugova vanhu vangu, ini ndigova Mwari wenyu.

Jeremia 11

Jeremia 11:1-7