Jeremia 11:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Iri ndiro shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha:

2. “Teererai kumitemo yesungano iyi mugoizivisa kuvanhu veJudha nokuna vanogara muJerusarema.

3. Muvaudze kuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri, ‘Akatukwa munhu asingateereri mitemo yesungano iyi,

Jeremia 11