Jeremia 10:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dururirai kutsamwa kwenyu pamusoro pendudzi dzisingakurangarirei, pamusoro pavanhu vasingadani kuzita renyu. Nokuti vakadya Jakobho; vakamudya zvachose, uye vakaparadza nyika yake.

Jeremia 10

Jeremia 10:15-25