Jeremia 10:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tende rangu raparadzwa; mabote aro ose adamburwa. Vanakomana vangu vabva kwandiri uye havachipozve; hakuna asara zvino kuti amise tende rangu. kana kumisa dumba rangu.

Jeremia 10

Jeremia 10:18-25