Jeremia 10:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndine nhamo nokuda kwokukuvara kwangu! Ronda rangu harirapiki! Asi ndakazviti, “Uku kurwara ndokwangu, uye ndinofanira kukutakura.”

Jeremia 10

Jeremia 10:18-25